Genesisi 24:37 BDMCS

37 Uye tenzi wangu akaita kuti ndipike mhiko, uye akati, ‘Haufaniri kutorera mwanakomana wangu mukadzi kubva kuvanasikana vavaKenani, munyika yandigere,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:37 akapoteredza