Genesisi 24:40 BDMCS

40 “Iye akapindura akati, ‘Jehovha, iye wandinofamba pamberi pake, achatuma mutumwa wake newe uye achaita kuti rwendo rwenyu rubudirire, kuti uwanire mwanakomana wangu mukadzi, paunoenda kuimba yokwangu, kumhuri yababa vangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:40 akapoteredza