Genesisi 24:5 BDMCS

5 Muranda akabvunza akati, “Ko, kana mukadzi asingadi kuuya neni kunyika ino? Ndichazoenda here nomwanakomana wenyu kunyika yamakabva?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:5 akapoteredza