Genesisi 24:65 BDMCS

65 uye akabvunza muranda akati, “Ndianiko murume ari musango uyo ari kuuya kuzosangana nesu?” Muranda akapindura akati, “Nditenzi wangu.” Saka akatora chifukidzo akazvifukidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:65 akapoteredza