Genesisi 24:67 BDMCS

67 Isaka akamupinza mutende ramai vake Sara, uye akawana Rabheka. Saka akava mukadzi wake, uye akamuda; naizvozvo Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 24

Maonero Genesisi 24:67 akapoteredza