Genesisi 25:21 BDMCS

21 Isaka akanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti akanga asingabereki. Jehovha akapindura munyengetero wake, uye mukadzi wake Rabheka akava nemimba.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 25

Maonero Genesisi 25:21 akapoteredza