Genesisi 25:34 BDMCS

34 Ipapo Jakobho akapa Esau chingwa nenyemba. Akadya uye akanwa, ipapo akasimuka akaenda. Saka Esau akazvidza udangwe hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 25

Maonero Genesisi 25:34 akapoteredza