8 Ipapo Abhurahama akabudisa mweya wake uye akafa akwegura kwazvo, ava mutana uye ava namakore mazhinji; uye akasanganiswa navanhu vake.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 25
Maonero Genesisi 25:8 akapoteredza