Genesisi 26:14 BDMCS

14 Akanga ana makwai mazhinji nemombe dzakawanda navaranda vakawanda zvokuti vaFiristia vakamuitira godo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:14 akapoteredza