Genesisi 26:18 BDMCS

18 Isaka akacherazve matsime akanga acherwa panguva yababa vake Abhurahama, iwo akanga adzivirwa navaFiristia shure kwokufa kwaAbhurahama, uye akaapa mazita mamwe chetewo aakanga atumidzwa nababa vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:18 akapoteredza