Genesisi 26:24 BDMCS

24 Usiku ihwohwo Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari wababa vako Abhurahama. Usatya, nokuti ndinewe. Ndichakuropafadza uye ndichakurisa zvizvarwa zvako nokuda kwomuranda wangu Abhurahama.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:24 akapoteredza