Genesisi 26:3 BDMCS

3 Gara hako munyika ino kwechinguva, uye ndichava newe uye ndichakuropafadza. Nokuti kwauri nokuzvizvarwa zvako ndichapa nyika iyi yose uye ndichasimbisa mhiko yandakapika kuna baba vako Abhurahama.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:3 akapoteredza