Genesisi 26:32 BDMCS

32 Musi iwoyo varanda vaIsaka vakauya vakamuudza nezvetsime ravakanga vachera. Vakati, “Tawana mvura!”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:32 akapoteredza