Genesisi 26:34 BDMCS

34 Esau akati ava namakore makumi mana okuberekwa, akawana Judhisi mwanasikana waBheeri muHiti, uyewo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:34 akapoteredza