Genesisi 26:9 BDMCS

9 Saka Abhimereki akadana Isaka akati, “Mukadzi wako chaiye uyu! Seiko wakati, ‘Ihanzvadzi yangu’?” Isaka akapindura akati, “Nokuti ndakafunga kuti ndingafa nokuda kwake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 26

Maonero Genesisi 26:9 akapoteredza