1 Isaka akati akwegura uye meso ake akanga aneta zvokuti akanga asisaoni, akadana Esau mwanakomana wake mukuru akati kwaari, “Mwanakomana wangu.” Iye akapindura akati, “Ndiri pano.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27
Maonero Genesisi 27:1 akapoteredza