Genesisi 27:15 BDMCS

15 Ipapo Rabheka akatora nguo dzakaisvonaka dzaEsau mwanakomana wake mukuru, dzaakanga anadzo mumba, akadzipfekedza mwanakomana wake muduku iye Jakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:15 akapoteredza