Genesisi 27:25 BDMCS

25 Ipapo akati, “Mwanakomana wangu, ndipe nyama yako yemhuka ndidye, kuitira kuti ndikupe maropafadzo angu.” Jakobho akaiisa kwaari uye akadya; uye akauya newaini iye akanwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:25 akapoteredza