Genesisi 27:27 BDMCS

27 Saka akaenda kwaari uye iye akamutsvoda. Isaka akati anzwa kunhuwira kwenguwo dzake akamuropafadza achiti,“Haiwa kunhuwira kwomwanakomana wangu kwakaita sokunhuwira kwesango raropafadzwa naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:27 akapoteredza