Genesisi 27:33 BDMCS

33 Isaka akadedera nehasha akati, “Ndianiko zvino, avhima mhuka akauya nayo kwandiri? Ndaidya iwe uchigere kusvika uye ndamuropafadza, uye zvirokwazvo acharopafadzwa!”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:33 akapoteredza