40 Iwe uchararama nomunondo uye uchashumira munun'una wako. Asi paunenge woshaya zororo uchabvisa joko rake kubva pamutsipa wako.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27
Maonero Genesisi 27:40 akapoteredza