Genesisi 27:42 BDMCS

42 Rabheka akati audzwa zvakanga zvataurwa nomwanakomana wake mukuru Esau, akatuma munhu kuna Jakobho mwanakomana wake muduku akati kwaari, “Mukoma wako Esau ari kuzvinyaradza nepfungwa dzokuda kukuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:42 akapoteredza