Genesisi 27:5 BDMCS

5 Zvino Rabheka akanga akateerera Isaka paakanga achitaura nomwanakomana wake Esau. Esau akati aenda kusango kuti andovhima mhuka kuti agouya nayo,

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27

Maonero Genesisi 27:5 akapoteredza