9 Enda kuzvipfuwo unondivigira mbudzana mbiri dzakaisvonaka, kuti ndigogadzirira baba vako nyama inonaka nenzira chaiyo yavanoda.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 27
Maonero Genesisi 27:9 akapoteredza