Genesisi 28:4 BDMCS

4 Ngaakupe iwe nezvizvarwa zvako maropafadzo akapiwa kuna Abhurahama, kuitira kuti utore nyika yaugere zvino somutorwa, nyika yakapiwa Abhurahama naMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:4 akapoteredza