Genesisi 28:9 BDMCS

9 saka akaenda kuna Ishumaeri akandowana Maharati, hanzvadzi yaNebhayoti mwanasikana waIshumaeri mwanakomana waAbhurahama, kuwedzera pavakadzi vaakanga atova navo kare.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:9 akapoteredza