Genesisi 29:13 BDMCS

13 Rabhani akati angoudzwa mashoko pamusoro paJakobho, mwanakomana wehanzvadzi yake, akakurumidza kundosangana naye. Akamumbundikira, akamutsvoda uye akamuuyisa kumba kwake, uye ipapo Jakobho akamuudza zvose izvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:13 akapoteredza