Genesisi 29:19 BDMCS

19 Rabhani akati, “Zviri nani kuti ndimupe kwauri pano kumupa kuno mumwewo murume. Chigara hako pano neni.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:19 akapoteredza