Genesisi 29:23 BDMCS

23 Asi akati ava madekwana, iye akatora mwanasikana wake Rea akamupa kuna Jakobho, uye Jakobho akavata naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:23 akapoteredza