Genesisi 29:26 BDMCS

26 Rabhani akapindura akati, “Haisi tsika yedu kuno kuti mwanasikana muduku atange kuwanikwa mukuru achigere kuwanikwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:26 akapoteredza