Genesisi 29:28 BDMCS

28 Uye Jakobho akaita saizvozvo. Akapedza vhiki naRea, uye ipapo Rabhani akamupa mwanasikana wake Rakeri kuti ave mukadzi wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:28 akapoteredza