Genesisi 29:9 BDMCS

9 Paakanga achiri kutaura navo, Rakeri akasvika namakwai ababa vake, nokuti akanga ari mufudzikadzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:9 akapoteredza