Genesisi 3:1 BDMCS

1 Zvino nyoka yakanga ina manomano kupfuura mhuka dzose dzakasikwa naJehovha Mwari. Yakati kumukadzi, “Ko, chaizvoizvo Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muti upi zvawo uri mubindu here’?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:1 akapoteredza