Genesisi 3:17 BDMCS

17 Kuna Adhamu akati, “Nokuti wakateerera kumukadzi wako uye ukadya zvakabva pamuti wandakakurayira ndichiti, ‘Haufaniri kuudya,’“Ivhu ratukwa nokuda kwako; mukushanda kunorwadza, uchadya zvibereko zvaro mazuva ose oupenyu hwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:17 akapoteredza