19 Neziya rechiso chako uchadya zvokudya zvako kusvikira wadzokera kuguruva, sezvo wakatorwa kwariri; nokuti uri guruva, kuguruva uchadzokera.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3
Maonero Genesisi 3:19 akapoteredza