Genesisi 3:5 BDMCS

5 Nokuti Mwari anoziva kuti mukaudya meso enyu achasvinudzwa, uye muchaita saMwari mugoziva zvakanaka nezvakaipa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:5 akapoteredza