Genesisi 30:14 BDMCS

14 Panguva yokuchekwa kwegorosi, Rubheni akabuda akaenda musango akandowana mamandiraki, akauya nawo kuna mai vake Rea, Rakeri akati kuna Rea, “Ndapota dondipawo mamwe mamandiraki omwanakomana wako.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:14 akapoteredza