Genesisi 30:16 BDMCS

16 Saka Jakobho akati achisvika kubva kusango manheru iwayo, Rea akabuda kundomuchingamidza. Iye akati kwaari, “Unofanira kuvata neni iwe. Ndakutenga nemamandiraki omwanakomana wangu.” Saka akavata naye usiku ihwohwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:16 akapoteredza