18 Ipapo Rea akati, “Mwari akandipa mubayiro nokuda kwokupa murandakadzi wangu kumurume wangu.” Saka akamutumidza zita rokuti Isakari.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:18 akapoteredza