Genesisi 30:2 BDMCS

2 Jakobho akamutsamwira akati, “Ko, ini ndiri panzvimbo yaMwari here akakuita kuti urege kuva nevana?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:2 akapoteredza