20 Ipapo Rea akati, “Mwari andipa chipo chinokosha. Nguva ino murume wangu achandikudza, nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Zebhuruni.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:20 akapoteredza