27 Asi Rabhani akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:27 akapoteredza