30 Zvishoma zvamaiva nazvo kare ndisati ndauya zvawanda, uye Jehovha akakuropafadzai kwose kwandakanga ndiri. Asi zvino, ndichaitirawo mhuri yangu chinhu riniko?”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:30 akapoteredza