Genesisi 30:35 BDMCS

35 Musi wacho iwoyo akatsaura nhongo dzose dzembudzi dzakanga dzine mitsetse kana dzaiva namakwapa, nenhunzvi dzose dzembudzi (dzose dzakanga dzine zvichena padziri) namakwayana matema ose, akazvichengetesa navanakomana vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:35 akapoteredza