37 Kunyange zvakadaro, Jakobho akatora matavi akatemwa kubva pamupopura, muarimondi noomuti womupureni uye akasvuura mitsetse michena pairi achibvisa gwati kuti kuchena kwedanda kwomukati kuonekwe.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:37 akapoteredza