Genesisi 30:6 BDMCS

6 Ipapo Rakeri akati, “Mwari andiruramisira; iye akanzwa mukumbiro wangu uye akandipa mwanakomana.” Nokuda kwaizvozvo akamutumidza zita rokuti Dhani.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:6 akapoteredza