8 Ipapo Rakeri akati, “Ndakava nokurwa kukuru nomukoma wangu, uye ndikakunda.” Saka akatumutumidza zita rokuti Nafutari.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30
Maonero Genesisi 30:8 akapoteredza