Genesisi 31:10 BDMCS

10 “Panguva yokubereka kwezvipfuwo, ndakarota dzimwe hope dzokuti ndakatarira ndikaona kuti nhongo dzembudzi dzaisangana nezvipfuwo dzakanga dzine mitsetse, dzina mavara kana kuti dzina makwapa.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:10 akapoteredza