Genesisi 31:24 BDMCS

24 Ipapo Mwari akasvika kuna Rabhani muAramu mukurota usiku uye akati kwaari, “Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:24 akapoteredza