Genesisi 31:27 BDMCS

27 Ko, watizirei muchivande uye ukandinyengera? Seiko usina kundiudza, kuitira kuti ndaidai ndakuendesa nomufaro uye kuchiimbwa nziyo nokuridzwa matamburena norudimbwa?

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:27 akapoteredza